MDC inotaridza kutungamira
Feb 20th, 2008 | By Munyori weMetro | Category: Ndebele NewsBato reMDC rinotungamirwa naTsvangirai rinotaridza kutungamira mune dzimwe nharaunda dzakakundikana Zanu PF kuisa vanokwikwidza. KuMashonaland Central MDC iyi yakawana makanzura maviri asina kukwikwidzwa kuMt Darwin nekuShamva, kuMasvingo zvakare vakawana makanzura maviri asina kupikiswa kwaGutu nekuZaka. KuNyanga, vakawana makanzura maviri, muHarare ndokuwana ward 19 uye maward maviri kuMakonde, Mashonaland West.
Bato iri rinoti kutungamira uku kunotaridza kusimba [...]